11/05/2026
Zvinorwadza vasara. As a village we are crying. Tinehurombo vanaSimboti nekurasikirwa nehama.πππ
This is the original page for Chimuriwo Village in Rusape, Zimbabwe. We aim to make Chimuriwo Village one of the best villages in Africa.
We share the beauty of the village, exciting stories, news, events & activities happening in the village.
11/05/2026
Zvinorwadza vasara. As a village we are crying. Tinehurombo vanaSimboti nekurasikirwa nehama.πππ
28/04/2026
Today we thank those who are doing their best to make our village a better place to live. Musha ndewedu and tisu tine simba kushandura chimiro chemusha wedu kuitira kusimudzira hupenyu hwedu uye kurarama kwakareruka. God bless you all.ππΌππΌππΌππΌ
Panorima vamwe newe rimawo, iwe rimawo...
It's so nice when we see development in our village. One of the blessed villages in Zim.
The Village of the People
11/06/2025
Gore rino tinofa nechandoπ³π³
09/05/2025
Seeds of life. ππWe are so proud to be a farming village. Vanhu vanechido nezivo zvavo pakurima Village .
04/04/2025
Muono ngauzaruke, we think with open minds and we believe nothing is impossible in our village. Hapana chinokona if we work together nehumwechete as 1 community. Let's develop our village.
31/03/2025
Zvimwe zvivindi itai henyu asi kwete zvekudyara derere munguva yechando.
27/03/2025
Manakiro anoita carrots dzemuchando so, haa munande. Can we do this muBatanai umo.
25/03/2025
Swimming is so good but zvongoda kuchenjerera njuzu.ππ