Coach Mary Muteuri.

Coach Mary Muteuri. This is my official page,Coach Mary Muteuri. Facebook Coach/Builder/Ex-Clerk. Married to Gono.
(85)

Ndakangoona Mrs T Thee Designer vandiblocker vaona ndagadzira maphotos akanaka pano nechatGPT,hameno kuti vakatsamwei ,m...
10/09/2026

Ndakangoona Mrs T Thee Designer vandiblocker vaona ndagadzira maphotos akanaka pano nechatGPT,hameno kuti vakatsamwei ,mastreets anonakidza veduwee 🤣🤣🤣🤣,vanhu vabaiwa nekupiwa pressure nechatGPT,inga ndikare wani ndichidzidzisa vanhu nezvemaphotos awa kubva ari Gemini,ndakatoisa mavideos kuprofile yangu .

Vanhu vabaiwa nekupiwa pressure nechatGPT 🤣.
Asi handioni chotsamwisa ini ukaona umwe agadzirawo maphotos acho,Al yakaitigwa munhu wose veduwee,godo ndereiko vana vekumusha?.

Ndakamboti asi ndiri kuresva kuverenga 🤣🤣🤣Nyasha dzacho zvadzinoita veduwee,handina kana kumbofungira Kuti ndichawana ma...
10/09/2026

Ndakamboti asi ndiri kuresva kuverenga 🤣🤣🤣
Nyasha dzacho zvadzinoita veduwee,handina kana kumbofungira Kuti ndichawana mari svinu nepage rino risati ravhurirwa Content monitization,ndaiti Mari yandichangowana pano ndeyekutira vanhu maPayout Setup chete,asi Mwari vakandiratidza Kuti handizvo,ndokundipa njere dzekuposter zvakafadza Varungu vakazodai kundisurpriser zuro

Ndakaona umwe mukadzi ane 1.1k followers pano akahwina $300 pane imwe challenge,ndikaona Kuti inhau yeZodzo iyi,haina anoidzivisa 🤣🤣🤣.

Kurikuda kumbovhurwa hombe uku 🤣🤣🤣🤣🤣 Ndava kuda kupinda mu200k followers manje 🤣Profile iyoyi ndiyo yakaita kuti page ri...
10/09/2026

Kurikuda kumbovhurwa hombe uku 🤣🤣🤣🤣🤣
Ndava kuda kupinda mu200k followers manje 🤣

Profile iyoyi ndiyo yakaita kuti page rino rikure nekukasika nokuti Zita ranga ravapo kare 🤣🤣🤣.
Saka gadzirai mazita guys,munosvika kure.

Builder vadzoka manje,ndiri kumbozorora ndiende kubasa.

10/09/2026

Haa nhasi ndabvuma hangu Kuti vanhu vakaenda kumusha kwete zvekutamba,Mutown kana kuona vanhu vandaimbosangana navo,kana muroad chaimo hamuna🙌.

    MaBenefits anowanikwa muaccount/card idzva👇1.kushandisa kusvika R150 000 pamwedzi.2.Kutumira EFT kune chero South Af...
10/09/2026



MaBenefits anowanikwa muaccount/card idzva👇

1.kushandisa kusvika R150 000 pamwedzi.
2.Kutumira EFT kune chero South African Bank
3.Kugamuchira EFT payments nekukurumidza.
4.Kuisirwa Salary yako directly muaccount mako.
5.Kuwana fast loan,asi haisi automati kumunhu wose, inofanirwa kutanga wakodzera kuti uiwane.

         Card iri haukwanisi kuriorder online kana kuti riuye neDelivery kwauri,unotoenda kuMukuru Branch kana kuna Agen...
10/09/2026





Card iri haukwanisi kuriorder online kana kuti riuye neDelivery kwauri,unotoenda kuMukuru Branch kana kuna Agent weMukuru wonopiwa ikoko.

Huye kana wanga usina Card iri zvachose unoenda wakabata R100 yako mumaoko.

Ndichaisa link mucomment section kuitira Kuti utsvake Agent ari p**o newe kana Mukuru Branch iri p**o newe.

Page rino riri kukwanisa 3 months in 3 days time.Nhasi ndasubmitter futi interest yecontent monitization tool,Saka kune ...
10/09/2026

Page rino riri kukwanisa 3 months in 3 days time.
Nhasi ndasubmitter futi interest yecontent monitization tool,Saka kune vasati vavhurirwa Enda pakanzi update interest wosubmitter futi.

Ndakavhura page ndokutosvikirana nechallenge ndichibva ndadaridza 300 000Views dziya 🤣🤣ndikasvika mu1MViews,Asi anenge akaona Kuti akandivhurira ndinenge ndisina zvandashanda🤣

Monitization inoshandirwa guys,vamwe vakaita ma1year,vamwe 6 months,vamwe 8 months seni kuprofile yangu uko 🤣,saka usaora moyo,keep posting original Content yako,one day it will make sense 👌,ko iwevo wakavhurirwa wapedza nguva yakareba sei?.

10/09/2026

Chinonzi Content Creation kupa vanhu zvekutaura 🤣, hazvirevi Kuti unenge usingazivi chokwadi asikuti unenge uchida kuwana inonzi traffic papage,zvino vasiri muindustry iyi havazvizivi 🤣🤣.

Mamukaseiko veduwee pano?,ini kuno ndakanaka chaizvo,mufaro uchiripo guys,ndimi makaita Kuti ndiwane basa nemacomments e...
10/09/2026

Mamukaseiko veduwee pano?,ini kuno ndakanaka chaizvo,mufaro uchiripo guys,ndimi makaita Kuti ndiwane basa nemacomments enyu,ndakadzidza Kuti as aContent Creator,usazvitarisira pasi kuti ndine mafollowers mashoma,honai page rino rine 15k followers asi ndakatowana basa,as a Coach
ndakadzidza kuti vanhu vakawanda vachiri kuda kudzidza zvinhu zvakasiyana siyana kunze uku,ini ndoposter chero aslong chine chekuita neraramo yedu chete ,vanhu vanotowana zvekutaura.

Kutaura ikoko ingava positive comment kana kuti negative comment ndiyo engagement yacho iyoyo inodiwa pano,saka regai ndiite video remivhunzo yenyu,ndirikande muwane mhinduro dzacho.

Murare zvakanaka veduwee,musikana arikufara kuno,nhasi hope dzinouya chaiko 🤣🤣🤣,nyasha dzandiwana.
09/09/2026

Murare zvakanaka veduwee,musikana arikufara kuno,nhasi hope dzinouya chaiko 🤣🤣🤣,nyasha dzandiwana.

Address

Polokwane
0970

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Coach Mary Muteuri. posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category